Genesi 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 asi Kaini necipiriso cake haana‐kucigamucira. Ipapo Kaini akatsamŋa kwaɀo, ciso cake cikawunyana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Ipapo Kaini akatsamwa kwazvo, chiso chake chikaunyana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi haana kufadzwa naKaini kana nomupiro wake. Kaini akatsamwa zvikuru akafundumwara. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 asi Kaini nechipiriso chake haana kumugamuchira. Saka Kaini akatsamwa zvikuru, uye chiso chake chikaunyana. Sien die hoofstuk |