Genesi 4:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Seti akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyoyo vanhu vakatanga kunamata Tenzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 NaSeti wakaɓerekerwa mŋanakomana, akamutumidza zita rinonzi Enoshi. Neŋguʋa iyo ʋanhu ʋakataŋga kuɗana zita raJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 NaSeti wakaberekerwa mwanakomana, akamutumidza zita rinonzi Enoshi. Nenguva iyo vanhu vakatanga kudana zita raJehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Seti akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyoyo vanhu vakatanga kunamata Tenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Seti akabereka mwana mukomana akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyoyo vanhu vakatanga kunamata Tenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Setiwo akava nomwanakomana, akamutumidza zita rokuti Enoshi. Panguva iyo vanhu vakatanga kudana kuzita raJehovha. Sien die hoofstuk |