Genesi 3:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mwari akati, “Ndiani akakuudza kuti hauna kusimira? Wadyasu muti wandakati usadye?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iye akati: Ndianiko wakakuʋudza kuti hauna‐kusimira — Wadya kanhi muti wandakakuraira kuti urege kuudya? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200211 Iye akati, “Ndianiko akakuudza kuti hauna kusimira? Wakadya kani muti wandakakuraira kuti urege kuudya?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mwari akati, “Ndiani akakuudza kuti hauna kusimira? Wadyasu muti wandakati usadye?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mwari akati, “Ndiani akakuudza kuti hauna kusimira? Wadyasu muti wandakati usadye?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye iye akati, “Ndiani akuudza kuti hauna kusimira? Wadya kanhi muti wandakakurayira kuti urege kudya?” Sien die hoofstuk |