Genesi 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Iye akati: Ndakanzwa inzwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakaŋga ndisina‐kusimira; ndikaʋanda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200210 Iye akati, “Ndakanzwa izwi renyu mumunda, ndikatya, nokuti ndakanga ndisina kusimira, ndikahwanda.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona10 Adhamu akati, “Ndanzwa kufamba kwamanga muchiita mubindu ndikatya nokuti handina kusimira, ndokubva ndahwanda.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Akapindura akati, “Ndanzwa inzwi renyu mubindu, uye ndatya nokuti ndanga ndisina kusimira; saka ndavanda.” Sien die hoofstuk |