Genesi 13:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Abhuramu akabva muIjipiti iye nomudzimai wake nezvinhu zvose zvaaiva nazvo pamwechete naRoti vakaenda kuNegevhu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Abrama wakakwira, akabva Egipita, iye nomukadzi wake, neɀose ɀaakaŋga anaɀo, naRoti ʋo anaye; ʋakaenda kurutiʋi rwenyasi. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Abhuramu wakakwira, akabva Ijipiti, iye nomukadzi wake, nezvose zvaakanga anazvo, naRotiwo anaye; vakaenda kurutivi rwenyasi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Abhuramu akabva muIjipiti iye nomudzimai wake nezvinhu zvose zvaaiva nazvo pamwechete naRoti vakaenda kuNegevhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona1 Abhuramu akabva muIjipiti iye nomudzimai wake nezvinhu zvose zvaaiva nazvo pamwechete naRoti vakaenda kuNegevhu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Saka Abhurama akakwidza achibva kuIjipiti akaenda kuNegevhi, nomukadzi wake uye nezvinhu zvose zvaakanga anazvo, uye Roti akaenda naye. Sien die hoofstuk |