Genesi 12:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Tenzi akazozviratidza kuna Abhuramu akati, “Ndichapa nyika ino kuzvizvarwa zvako.” Naizvozvo akavakira atari Tenzi akanga azviratidza kwaari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino Jehova wakaɀiratidza kunaAbrama, akati: Ndicapa ʋana ʋako nyika iyi; akaʋakira Jehova artari ipapo, iye wakaŋga aɀiratidza kwaari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20027 Zvino Jehovha wakazviratidza kuna Abhuramu, akati, “Ndichapa vana vako nyika iyi;” akavakira Jehovha atari ipapo, iye wakanga azviratidza kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Tenzi akazozviratidza kuna Abhuramu akati, “Ndichapa nyika ino kuzvizvarwa zvako.” Naizvozvo akavakira atari Tenzi akanga azviratidza kwaari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona7 Tenzi akazozviratidza kuna Abhuramu akati, “Ndichapa nyika ino kuzvizvarwa zvako.” Naizvozvo akavakira atari Tenzi akanga azviratidza kwaari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Jehovha akazviratidza kuna Abhurama akati, “Ndichapa nyika iyi kuvana vako.” Saka akavakira Jehovha aritari ipapo, iye akanga azviratidza kwaari. Sien die hoofstuk |