Genesi 12:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Abhuramu akatora mudzimai wake Sarai naRoti mwanakomana womunun'una wake, noupfumi hwake hwose hwaakanga awana navaranda vaakanga awana muHarani. Akasimuka achienda kuKanani. Kuzoti asvika kuKanani, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Abrama akatora Sarai, mukadzi wake, naRoti, mŋanakomana womunuŋuna wake, nefuma yaʋo yose yaʋakaŋga ʋaʋuŋganidza, naʋana ʋaʋakaŋga ʋaɓereka paHarani, ʋakaɓuɗa kuenda kunyika yeKanani; ʋakandoȿika kunyika yeKanani. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Abhuramu akatora Sarai, mukadzi wake, naRoti, mwanakomana womun'una wake, nepfuma yavo yose yavakanga vaunganidza, navana vavakanga vabereka paHarani, vakabuda kuenda kunyika yeKenani; vakandosvika kunyika yeKenani. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Abhuramu akatora mudzimai wake Sarai naRoti mwanakomana womunun'una wake, noupfumi hwake hwose hwaakanga awana navaranda vaakanga awana muHarani. Akasimuka achienda kuKanani. Kuzoti asvika kuKanani, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Abhuramu akatora mudzimai wake Sarai naRoti mwanakomana womunun'una wake, noupfumi hwake hwose hwaakanga awana navaranda vaakanga awana muHarani. Akasimuka achienda kuKanani. Kuzoti asvika kuKanani, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Akatora mukadzi wake Sarai, mwanakomana womununʼuna wake Roti, pfuma yose yavakanga vava nayo, navanhu vavakanga vawana muHarani, uye vakasimuka vakaenda kunyika yeKenani, uye vakasvika ikoko. Sien die hoofstuk |