Eksodo 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Saka zvino tuma vanhu vakokorodze zvipfuwo zvako, vaunganidzewo zvinhu zvako zvose zviri kunze. Vanhu vose nezvipfuwo zvose zvichazenge zviri kunze, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramahwe zvikafa.’ ” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Naiɀoɀo ɀino tuma ʋanhu, uʋuŋganidze ɀipfuwo ɀako neɀose ɀaunaɀo kusaŋgo, nokuti ʋanhu ʋose neɀipfuwo ɀose ɀinowanikwa kusaŋgo, ɀisina‐kuiswa mudzimba, ɀicarobga necimvuramabge ɀikafa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Naizvozvo zvino tuma vanhu, uunganidze zvipfuwo zvako nezvose zvaunazvo kusango, nokuti vanhu vose nezvipfuwo zvose zvinowanikwa kusango, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramabwe zvikafa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Saka zvino tuma vanhu vakokorodze zvipfuwo zvako, vaunganidzewo zvinhu zvako zvose zviri kunze. Vanhu vose nezvipfuwo zvose zvichazenge zviri kunze, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramahwe zvikafa.’ ” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Saka zvino tuma vanhu vakokorodze zvipfuwo zvako, vaunganidzewo zvinhu zvako zvose zviri kunze. Vanhu vose nezvipfuwo zvose zvichazenge zviri kunze, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramahwe zvikafa.’ ” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Chirayira izvozvi kuti zvipfuwo zvako nezvose zviri musango zvipinde mumatanga, nokuti chimvuramabwe chichawira pamusoro pomunhu wose napamusoro pezvipfuwo zvisina kupfigirwa zvichiri musango, uye zvichafa.’ ” Sien die hoofstuk |