Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 7:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 VaIjipiti vose vakandochera matsime munhivi dzaNairi vachitsvaka mvura yokunwa. Mvura yomurwizi yakanga isisanwiki.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 ƲaEgipita ʋose ʋakacera nhiʋi dzorwizi ʋacitsaka mvura yokunwa; nokuti ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kunwa mvura yorwizi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

24 VaIjipiti vose vakachera nhivi dzorwizi vachitsvaka mvura yokunwa; nokuti vakanga vasingagoni kunwa mvura yorwizi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 VaIjipiti vose vakandochera matsime munhivi dzaNairi vachitsvaka mvura yokunwa. Mvura yomurwizi yakanga isisanwiki.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 VaIjipiti vose vakandochera matsime munhivi dzaNairi vachitsvaka mvura yokunwa. Mvura yomurwizi yakanga isisanwiki.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Uye vaIjipita vose vakachera mujinga maNairi kuti vawane mvura yokunwa, nokuti vakanga vasingagoni kunwa mvura yomurwizi.

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 7:24

Volg ons:

Advertensies

Advertensies