Eksodo 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Mŋoyo waFarao mukukutu, haaɗi kutendera ʋanhu kuenda. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Mwoyo waFarao mukukutu, haadi kutendera vanhu kuenda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Mwoyo waFaro mukukutu; haabvumi kuti vanhu vaende. Sien die hoofstuk |