Eksodo 6:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi Mosesi akataura ipapo pana Tenzi achiti, “Tarisaika muone kuti ini kutaura handinyatsogona. Zvino munoti Farao anganditeererewo here?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ipapo Mosesi akati pamberi paJehova: Tarirai, ndiri munhu unemiromo isina‐kudziŋgiswa, ɀino Farao ucanditerera seiko? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Ipapo Mosesi akati pamberi paJehovha, “Tarirai, ndiri munhu ane miromo isina kudzingiswa, zvino Farao achanditeerera seiko?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi Mosesi akataura ipapo pana Tenzi achiti, “Tarisaika muone kuti ini kutaura handinyatsogona. Zvino munoti Farao anganditeererewo here?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi Mosesi akataura ipapo pana Tenzi achiti, “Tarisaika muone kuti ini kutaura handinyatsogona. Zvino munoti Farao anganditeererewo here?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi Mozisi akati kuna Jehovha, “Sezvo ndichitaura nemiromo inokakama, Faro angateerera kwandiri seiko?” Sien die hoofstuk |