Eksodo 5:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vaya vaishandisa vaIsiraeri vakaramba vachivaomesera vachiti, “Pedzai mugwazo wenyu wezuva roga roga sezvamaingoita muchapiwa mashanga.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋarairi ʋamaɓasa ʋakaʋakurudzira, ʋaciti: Pedzai ɓasa renyu, maɓasa amaifanira kuita mazuʋa ose mucinoʋuswa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Varairi vamabasa vakavakurudzira, vachiti, “Pedzai basa renyu, mabasa amaifanira kuita mazuva ose muchino uswa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vaya vaishandisa vaIsiraeri vakaramba vachivaomesera vachiti, “Pedzai mugwazo wenyu wezuva roga roga sezvamaingoita muchapiwa mashanga.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vaya vaishandisa vaIsiraeri vakaramba vachivaomesera vachiti, “Pedzai mugwazo wenyu wezuva roga roga sezvamaingoita muchapiwa mashanga.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vatariri vebasa vakaramba vachivamanikidza vachiti, “Pedzai basa ramakatarirwa pazuva rimwe nerimwe, sezvamaiita pamaiwana uswa.” Sien die hoofstuk |