Eksodo 5:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino ʋanhu ʋakapararira kunyika yose yeEgipita kuzoʋuŋganidza mashaŋga panɀimbo yoʋuswa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Zvino vanhu vakapararira kunyika yose yeIjipiti kuzounganidza mashanga panzvimbo youswa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Saizvozvo vaIsiraeri vakaita fararira nenyika yose yeIjipiti vachitsvaka zvidzitsi zvamashanga muminda. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Saka vanhu vakapararira muIjipiti yose kundounganidza mashanga kuti vaashandise pachinzvimbo chouswa. Sien die hoofstuk |