Eksodo 40:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akarongawo chingwa pana Tenzi sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akagadzira ʋo ciŋgwa pamsoro payo pamberi paJehova, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200223 Akagadzirawo chingwa pamusoro payo pamberi paJehovha, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akarongawo chingwa pana Tenzi sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akarongawo chingwa pana Tenzi sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye akaisa chingwa pamusoro payo pamberi paJehovha, sokurayirwa kwaakaitwa naJehovha. Sien die hoofstuk |