Eksodo 4:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehova kunaMosesi, akaita ɀiratidzo pamberi pameso aʋanhu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Aroni akataura mashoko ose akataurwa naJehovha kuna Mosesi, akaita zviratidzo pamberi pameso avanhu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Ipapo Aroni akavaudza mashoko ose akanga ataurirwa Mosesi naTenzi, akaita zviratidzo zvose zviya vaIsiraeri vachiona, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 uye Aroni akavaudza zvinhu zvose zvakanga zvaudzwa Mozisi naJehovha. Akaitawo zviratidzo pamberi pavanhu, Sien die hoofstuk |