Eksodo 39:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Napahomboɗo akaita ɀiketani ɀakafanana norwonzi rwendarama yakamoniwa yakaiȿo‐naka. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200215 Napahombodo akaita zviketani zvakafanana norwonzi rwendarama yakamoniwa yakaisvonaka. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vakagadzira tucheni tuviri twakakoswa twendarama chaiyo yakanakisisa vakatuisa panyembe iye yapadundundu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Chidzitiro chechipfuva vakachiitirawo uketani hwakarukwa negoridhe rakaisvonaka, rwakaita setambo. Sien die hoofstuk |