Eksodo 32:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mangwana acho Mosesi akataurira vaIsiraeri kuti, “Imi makatadzira Mwari, nechitadzo chikuru kwazvo, zvino ini ndichadzokera kuna Tenzi, pamwe, ndingagone kumuteta pachitadzo chenyu.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino fume maŋgwana Mosesi akati kuʋanhu: Imi makatadza nokutadza kukuru, asi ɀino ini ndicakwira kunaJehova, ɀimŋe ndiŋgayananisira ɀiʋi ɀenyu. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200230 Zvino fume mangwana Mosesi akati kuvanhu, “Imi makatadza nokutadza kukuru, asi zvino ini ndichakwira kuna Jehovha, zvimwe ndingayananisira zvivi zvenyu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mangwana acho Mosesi akataurira vaIsiraeri kuti, “Imi makatadzira Mwari, nechitadzo chikuru kwazvo, zvino ini ndichadzokera kuna Tenzi, pamwe, ndingagone kumuteta pachitadzo chenyu.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mangwana acho Mosesi akataurira vaIsiraeri kuti, “Imi makatadzira Mwari, nechitadzo chikuru kwazvo, zvino ini ndichadzokera kuna Tenzi, pamwe, ndingagone kumuteta pachitadzo chenyu.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Fume mangwana Mozisi akati kuvanhu, “Maita chitadzo chikuru. Asi zvino ndichaenda kuna Jehovha; zvimwe ndingagona kukuitirai yananiso nokuda kwechivi chenyu.” Sien die hoofstuk |