Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 32:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino Joshua wakati acinzwa mhere‐mhere yaʋanhu ʋanopururudza, akati kunaMosesi: Kunemhere‐mhere yokurwa kumisasa.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Zvino Joshua wakati achinzwa mhere-mhere yavanhu vanopururudza, akati kuna Mosesi, “Kune mhere-mhere yokurwa kumisasa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Joshuwa akanzwa vanhu vachiita mheremhere akataura naMosesi achiti, “Ndiri kunzwa mheremhere kumatendhe, inenge yavanhu vari kurwa hondo.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Joshua akati anzwa mheremhere yavanhu vaidanidzira, akati kuna Mozisi, “Mune ruzha rwehondo mumusasa.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 32:17

Volg ons:

Advertensies

Advertensies