Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 32:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Naizvozvo Tenzi akabva azorega kuita zviya zvaakanga ambofunga kuita kuvanhu vake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ɀino Jehova akaɀiɗemba pamsoro peɀakaipa ɀaakaŋga acifuŋga kuitira ʋanhu ʋake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Zvino Jehovha akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakanga achifunga kuitira vanhu vake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Naizvozvo Tenzi akabva azorega kuita zviya zvaakanga ambofunga kuita kuvanhu vake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Naizvozvo Tenzi akabva azorega kuita zviya zvaakanga ambofunga kuita kuvanhu vake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Ipapo Jehovha akazvidemba uye akarega kuuyisa njodzi yaakanga oda kuisa pamusoro pavanhu vake.

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 32:14

Volg ons:

Advertensies

Advertensies