Eksodo 30:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ngaarege kungodirwa pamunhu wose wose. Musaite mamwe mafuta enyu akafana nawo. Mafuta aya, mafuta anoera, anoerawo kwamuri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ŋgaarege kuɗirwa panyama yomunhu; ʋuye musaita mamŋe akafanana nawo, akaitwa saiwo; matȿene, anofanira kuʋa cinhu citȿene kwamuri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200232 Ngaarege kudirwa panyama yomunhu; uye musaita mamwe akafanana nawo, akaitwa saiwo; matsvene, anofanira kuva chinhu chitsvene kwamuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Ngaarege kungodirwa pamunhu wose wose. Musaite mamwe mafuta enyu akafana nawo. Mafuta aya, mafuta anoera, anoerawo kwamuri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona32 Ngaarege kungodirwa pamunhu wose wose. Musaite mamwe mafuta enyu akafana nawo. Mafuta aya, mafuta anoera, anoerawo kwamuri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Musaadira pamiviri yavanhu uye musaita mafuta api zvawo nenzira imwe cheteyo. Matsvene, uye munofanira kuaita matsvene. Sien die hoofstuk |