Eksodo 29:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Ndichaita kuti tendhe rokusanganira neatari zvive zvinhu zvinoera. Ndichaitawo kuti Aroni navanakomana vake vave vanhu vanoera, vandishandire savapristi. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Tente rokusoŋgana neartari ndicaɀitsaura; ʋuye Aroni naʋanakomana ʋake ndicaʋatsaura, kuti ʋandishumire paɓasa roʋuprista. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200244 Tende rokusangana neatari ndichazvitsaura; uye Aroni navanakomana vake ndichavatsaura, kuti vandishumire pabasa roupristi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Ndichaita kuti tendhe rokusanganira neatari zvive zvinhu zvinoera. Ndichaitawo kuti Aroni navanakomana vake vave vanhu vanoera, vandishandire savapristi. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona44 Ndichaita kuti tendhe rokusanganira neatari zvive zvinhu zvinoera. Ndichaitawo kuti Aroni navanakomana vake vave vanhu vanoera, vandishandire savapristi. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 “Saka ndichatsaura Tende Rokusangana nearitari uye ndichatsaura Aroni navanakomana vake kuti vandishumire savaprista. Sien die hoofstuk |