Eksodo 29:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvose izvozvo unozviisa mumaoko aAroni navana vake vakomana, vazvivheyese vachiita mupiro wokuvheyesa kwandirini Tenzi, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino uɀiise ɀose pamaʋoko aAroni napamaʋoko aʋanakomana ʋake, ʋagoɀizuŋguzira, ciʋe cipo cinozuŋguzirwa pamberi paJehova. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Zvino uzviise zvose pamaoko aAroni napamaoko avanakomana vake, vagozvizunguzira, chive chipo chinozunguzirwa pamberi paJehovha. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvose izvozvo unozviisa mumaoko aAroni navana vake vakomana, vazvivheyese vachiita mupiro wokuvheyesa kwandirini Tenzi, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvose izvozvo unozviisa mumaoko aAroni navana vake vakomana, vazvivheyese vachiita mupiro wokuvheyesa kwandirini Tenzi, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Uise izvi zvose mumaoko aAroni navanakomana vake ugozvininira pamberi paJehovha sechipiriso chokuninira. Sien die hoofstuk |