Eksodo 29:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 wotorawo chingwa chisina mbiriso, nechimwe chingwa chisina mbiriso choupfu hwakakanywa namafuta, nechingwa chakati fatata chisina mbiriso chakazorwa mafuta. Ngachive chakabikwa noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 neciŋgwa cisina‐kuʋiriswa, neɀiŋgwa ɀiɗuku ɀisina‐kuʋiriswa ɀakakanyiwa namafuta, neɀiŋgwa ɀitete ɀisina‐kuʋiriswa ɀakazodzwa mafuta; unofanira kuɀiita noʋupfu bgakatsetseka bgekoroni. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 nechingwa chisina kuviriswa, nezvingwa zviduku zvisina kuviriswa zvakakanyiwa namafuta, nezvingwa zvitete zvisina kuviriswa zvakazodzwa mafuta; unofanira kuzviita noupfu hwakatsetseka hwekoroni. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 wotorawo chingwa chisina mbiriso, nechimwe chingwa chisina mbiriso choupfu hwakakanywa namafuta, nechingwa chakati fatata chisina mbiriso chakazorwa mafuta. Ngachive chakabikwa noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 wotorawo chingwa chisina mbiriso, nechimwe chingwa chisina mbiriso choupfu hwakakanywa namafuta, nechingwa chakati fatata chisina mbiriso chakazorwa mafuta. Ngachive chakabikwa noupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Uye ubike chingwa noupfu hwakatsetseka hwegorosi, husina mbiriso, uye ubike makeke akavhenganiswa namafuta, nezvingwa zvitete zvakazorwa mafuta. Sien die hoofstuk |