Eksodo 29:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Unozotora rimwe ropa rehandira iyoyo, unyike munwe wako urizore pane zvinenge nyanga zviri paatari. Ropa rose rinenge rasara ngaridururirwe pasi munyasi meatari. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino utore ropa renzombe, ugoriisa panyaŋga dzeartari nomunwe wako, ndokuɗururira ropa rose mujiŋga meartari. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 Zvino utore ropa renzombe, ugoriisa panyanga dzeatari nomunwe wako, ndokudururira ropa rose mujinga meatari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Unozotora rimwe ropa rehandira iyoyo, unyike munwe wako urizore pane zvinenge nyanga zviri paatari. Ropa rose rinenge rasara ngaridururirwe pasi munyasi meatari. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 Unozotora rimwe ropa rehandira iyoyo, unyike munwe wako urizore pane zvinenge nyanga zviri paatari. Ropa rose rinenge rasara ngaridururirwe pasi munyasi meatari. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Utore rimwe reropa rehando ugoriisa panyanga dzearitari nomunwe wako, uye ugodira rasara racho pahwaro hwearitari. Sien die hoofstuk |