Eksodo 26:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Machira acho ose ngaave akaenzana, kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuite mamita gumi namaviri, kufara kwaro kuite mamita maviri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Kureɓa kwejira rimŋe nerimŋe ŋgakuʋe makubiti makumi maʋiri namasere, noʋupamhi bgejira rimŋe nerimŋe makubiti manna; macira ose aenzane. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20022 Kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuve makubhiti makumi maviri namasere, noupamhi hwejira rimwe nerimwe makubhiti mana; machira ose aenzane. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Machira acho ose ngaave akaenzana, kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuite mamita gumi namaviri, kufara kwaro kuite mamita maviri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona2 Machira acho ose ngaave akaenzana, kureba kwejira rimwe nerimwe ngakuite mamita gumi namaviri, kufara kwaro kuite mamita maviri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvidzitiro zvose zvinofanira kuva zvakaenzana, zvakareba makubhiti makumi maviri namasere uye makubhiti mana paupamhi. Sien die hoofstuk |