Eksodo 22:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Kana murume akanyengetedza mhandara inenge isati yatumirwa mari yokuroora, akatadza naye, ngaabvise pfuma yose yokumuroora ave mukadzi wake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Kana munhu aciŋge anyeŋgedzera musikana usina‐kunyeŋgwa, akaʋata naye, ɀirokwaɀo unofanira kumuroʋora, aʋe mukadzi wake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Kana munhu achinge anyengedzera musikana asina kunyengwa, akavata naye, zvirokwazvo anofanira kumuroora, ave mukadzi wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 “Kana murume akanyengetedza mhandara inenge isati yatumirwa mari yokuroora, akatadza naye, ngaabvise pfuma yose yokumuroora ave mukadzi wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 “Kana murume akanyengetedza mhandara inenge isati yatumirwa mari yokuroora, akatadza naye, ngaabvise pfuma yose yokumuroora ave mukadzi wake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “Kana murume akanyengera musikana anenge ari mhandara asina kutsidzira kuti awanikwe uye akavata naye, iye anofanira kubvisa roora, uye achava mukadzi wake. Sien die hoofstuk |