Eksodo 22:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu achinge akumbira chipfuwo kuno mumwe, chikakuvara, kana kufa, muridzi wacho asipo, uya anga achikumbira anofanira kutoripa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Kana munhu aciŋge akumbira cinhu kunowokwake, cikakuʋara, kana kufa, muridzi waco asisi’po, ɀirokwaɀo unofanira kuciripa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200214 Kana munhu achinge akumbira chinhu kunowokwake, chakuvara, kana kufa, muridzi wacho asisipo, zvirokwazvo anofanira kuchiripa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Kana munhu achinge akumbira chipfuwo kuno mumwe, chikakuvara, kana kufa, muridzi wacho asipo, uya anga achikumbira anofanira kutoripa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Kana munhu achinge akumbira chipfuwo kuno mumwe, chikakuvara, kana kufa, muridzi wacho asipo, uya anga achikumbira anofanira kutoripa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Kana munhu akakwereta chipfuwo kubva kumuvakidzani wake uye chikakuvara kana kufa, muridzi wacho asipo, anofanira kuripa. Sien die hoofstuk |