Eksodo 21:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi kana muranda akatengwa wacho akati, ‘Ini ndinoda tenzi wangu, ndinodawo mudzimai wangu navana, musandisunungure zvenyu kuti ndiende, Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi kana iye muranda akati: Ndinoɗa tenzi waŋgu nomukadzi waŋgu naʋana ʋaŋgu, handiɗi kuɓuɗa haŋgu; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20025 Asi kana iye muranda akati, “Ndinoda tenzi wangu nomukadzi wangu navana vangu, handidi kubuda hangu”; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi kana muranda akatengwa wacho akati, ‘Ini ndinoda tenzi wangu, ndinodawo mudzimai wangu navana, musandisunungure zvenyu kuti ndiende, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi kana muranda akatengwa wacho akati, ‘Ini ndinoda tenzi wangu, ndinodawo mudzimai wangu navana, musandisunungure zvenyu kuti ndiende, Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 “Asi muranda akati, ‘Ndinoda tenzi wangu, mukadzi wangu navana vangu asi handisi kuda kusunungurwa,’ Sien die hoofstuk |