Eksodo 21:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Kana munhu akarova ziso romuranda wake, wechirume kana wechikadzi akaritushura, ngaasunungure muranda wacho aende zvake pamusana peziso rake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Kana munhu akaroʋa ziso romuranda wake, kana ziso romurandakadzi wake, akariʋuraya, unofanira kumurega kuti aende hake nokuɗa kweziso rake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Kana munhu akarova ziso romuranda wake, kana ziso romurandakadzi wake, akariuraya, anofanira kumurega kuti aende hake nokuda kweziso rake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 “Kana munhu akarova ziso romuranda wake, wechirume kana wechikadzi akaritushura, ngaasunungure muranda wacho aende zvake pamusana peziso rake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 “Kana munhu akarova ziso romuranda wake, wechirume kana wechikadzi akaritushura, ngaasunungure muranda wacho aende zvake pamusana peziso rake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 “Kana munhu akarova murandarume kana murandakadzi paziso uye akariparadza, anofanira kurega muranda achienda akasununguka kuti atsive ziso rake. Sien die hoofstuk |