Eksodo 21:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi kana muranda iyeyo akazorarama zuva rimwechete kana maviri zvawo, tenzi wake haazorangwa nokuti muranda wacho anenge ari wake. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi kana akararama zuʋa rimŋe kana maʋiri, haafaniri kutsibga; nokuti iye imari yake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200221 Asi kana akararama zuva rimwe kana maviri, haafaniri kutsiviwa; nokuti iye imari yake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi kana muranda iyeyo akazorarama zuva rimwechete kana maviri zvawo, tenzi wake haazorangwa nokuti muranda wacho anenge ari wake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi kana muranda iyeyo akazorarama zuva rimwechete kana maviri zvawo, tenzi wake haazorangwa nokuti muranda wacho anenge ari wake. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 asi haafaniri kurangwa kana muranda akamuka shure kwezuva rimwe chete kana maviri, sezvo muranda ari mudziyo wake. Sien die hoofstuk |