Eksodo 21:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi kana akauraya munhu asina kuita zvokumuhwandira, zvangoitikawo iri tsaona, ngaatize andopotera kunzvimbo yandichasarudza kwaasingazourayiwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi kana munhu asina‐kumuʋandira, asi Mŋari aciŋge atendera kuti awire muruʋoko rwake, ndicakutarira nɀimbo kwaaŋgatizira. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Asi kana munhu asina kumuvandira, asi Mwari achinge atendera kuti awire muruoko rwake, ndichakutarira nzvimbo kwaangatizira. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Asi kana akauraya munhu asina kuita zvokumuhwandira, zvangoitikawo iri tsaona, ngaatize andopotera kunzvimbo yandichasarudza kwaasingazourayiwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Asi kana akauraya munhu asina kuita zvokumuhwandira, zvangoitikawo iri tsaona, ngaatize andopotera kunzvimbo yandichasarudza kwaasingazourayiwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Kunyange zvakadaro hazvo, kana asingazviiti nobwoni, asi Mwari atendera kuti zviitike, iye anofanira kutizira kunzvimbo yandichatsaura. Sien die hoofstuk |