Eksodo 20:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Usazvigadzirire chifananidzo chokunamata kana kuita chinhu chakafanana nechii zvacho chiri kumusoro kudenga, kana chiri panyika pasi pano, kana chiri mumvura pasi pasi penyika. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Usaɀiitira mufananidzo wakaʋezwa, kana uri mufananidzo wecinhu ciri kuɗeŋga kumsoro, kana weciri panyika pasi, kana weciri mumvura pasi penyika. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20024 “Usazviitira mufananidzo wakavezwa, kana uri mufananidzo wechinhu chiri kudenga kumusoro, kana wechiri panyika pasi, kana wechiri mumvura pasi penyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Usazvigadzirire chifananidzo chokunamata kana kuita chinhu chakafanana nechii zvacho chiri kumusoro kudenga, kana chiri panyika pasi pano, kana chiri mumvura pasi pasi penyika. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona4 Usazvigadzirire chifananidzo chokunamata kana kuita chinhu chakafanana nechii zvacho chiri kumusoro kudenga, kana chiri panyika pasi pano, kana chiri mumvura pasi pasi penyika. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Usazviitira mufananidzo wechinhu chipi zvacho chiri kudenga kumusoro kana wechiri panyika pasi kana wechiri mumvura. Sien die hoofstuk |