Eksodo 20:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakataurira Mosesi vachiti, “Dai imi murimi mataura kwatiri isu tinokuteererai. Dai Tenzi arega zvake kutaura kwatiri, tingafe.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋakati kunaMosesi: Imi citaurai henyu nesu, tinzwe; asi Mŋari ŋgaarege kutaura nesu, tirege kufa. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200219 Vakati kuna Mosesi, “Imi chitaurai henyu nesu, tinzwe; asi Mwari ngaarege kutaura nesu, tirege kufa.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakataurira Mosesi vachiti, “Dai imi murimi mataura kwatiri isu tinokuteererai. Dai Tenzi arega zvake kutaura kwatiri, tingafe.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakataurira Mosesi vachiti, “Dai imi murimi mataura kwatiri isu tinokuteererai. Dai Tenzi arega zvake kutaura kwatiri, tingafe.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 vakati kuna Mozisi, “Taura iwe kwatiri uye tichakuteerera. Asi usarega Mwari achitaura nesu, kuti tirege kufa.” Sien die hoofstuk |