Eksodo 20:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Remekedza baba naamai vako, kuti mazuva ako awande munyika yauri kupiwa naTenzi, Mwari wako. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kudza ɓaɓa ʋako namai ʋako, kuti mazuʋa ako aʋe mazhinji panyika yaunopiwa naJehova Mŋari wako. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200212 “Kudza baba vako namai vako, kuti mazuva ako ave mazhinji panyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 “Remekedza baba naamai vako, kuti mazuva ako awande munyika yauri kupiwa naTenzi, Mwari wako. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona12 “Remekedza baba naamai vako, kuti mazuva ako awande munyika yauri kupiwa naTenzi, Mwari wako. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Kudza baba vako namai vako, kuti ugorarama mazuva mazhinji munyika yaunopiwa naJehovha Mwari wako. Sien die hoofstuk |