Eksodo 19:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Tenzi akamuti, “Chiburuka undouya naAroni. Vapristi navanhu ngavarege kudarika muganho, kana kukwira kuno kwandiri. Kana vakadaro ndichavaparadza.” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Jehova akati kwaari: Enda uɓuruke, mukwire ɀe, iwe naAroni, anewe; asi ʋaprista naʋanhu ŋgaʋarege kupaza kunaJehova, kuti arege kuʋaparadza. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Jehovha akati kwaari, “Enda uburuke, mukwirezve, iwe naAroni, anewe; asi vapristi navanhu ngavarege kupaza kuna Jehovha, kuti arege kuvaparadza.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Tenzi akamuti, “Chiburuka undouya naAroni. Vapristi navanhu ngavarege kudarika muganho, kana kukwira kuno kwandiri. Kana vakadaro ndichavaparadza.” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Tenzi akamuti, “Chiburuka undouya naAroni. Vapristi navanhu ngavarege kudarika muganho, kana kukwira kuno kwandiri. Kana vakadaro ndichavaparadza.” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Jehovha akapindura akati, “Buruka undotora Aroni ukwire naye kuno. Asi vaprista navanhu havafaniri kumanikidzira kusvika kuno kuna Jehovha, nokuti angavaparadza.” Sien die hoofstuk |