Eksodo 18:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ava mangwana Mosesi akagara padare achitonga mhosva dzevaIsiraeri. Vanhu vakaswera padare, kubvira mangwanani kudzamara manheru. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino fume maŋgwana Mosesi wakagara acitambira ʋanhu mhaka dzaʋo, ʋanhu ʋakamira pamberi paMosesi kubva maŋgwanani kuȿikira maɗekwana. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Zvino fume mangwana Mosesi akagara achitambira vanhu mhaka dzavo, vanhu vakamira pamberi paMosesi kubva mangwanani kusvikira madekwana. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ava mangwana Mosesi akagara padare achitonga mhosva dzevaIsiraeri. Vanhu vakaswera padare, kubvira mangwanani kudzamara manheru. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ava mangwana Mosesi akagara padare achitonga mhosva dzevaIsiraeri. Vanhu vakaswera padare, kubvira mangwanani kudzamara manheru. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Fume mangwana, Mozisi akagara pachigaro chake kuti ashande somutongi wavanhu, uye ivo vakamira vakamupoteredza kubva mangwanani kusvikira madekwana. Sien die hoofstuk |