Aanlyn Bybel

- Advertensies -

Eksodo 18:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino ndazoziva kuti Tenzi ndiye mukuru kudarika vamwari vose zvavo nokuti akanunura vanhu kuvaIjipiti pavaizvikudza zvikuru vachivatambudza.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino ndinoziʋa kuti Jehova mukuru kuʋamŋari ʋose pacinhu ico caʋakaɀikudza naco kwaʋari.

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino ndinoziva kuti Jehovha mukuru kuvamwari vose pachinhu icho chavakazvikudza nacho kwavari.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Zvino ndazoziva kuti Tenzi ndiye mukuru kudarika vamwari vose zvavo nokuti akanunura vanhu kuvaIjipiti pavaizvikudza zvikuru vachivatambudza.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Zvino ndazoziva kuti Tenzi ndiye mukuru kudarika vamwari vose zvavo nokuti akanunura vanhu kuvaIjipiti pavaizvikudza zvikuru vachivatambudza.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru kupfuura vamwe vamwari vose, nokuti akaita izvi kuna avo vakabata vaIsraeri nokuzvikudza.”

Sien die hoofstuk Kopieer

Eksodo 18:11

Volg ons:

Advertensies

Advertensies