Eksodo 15:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ipapo vaIsiraeri vakapopotera Mosesi vachiti, “Zvino tonwei?” Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino ʋanhu ʋakapopotera Mosesi, ʋakati: Ticanweiko? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200224 Zvino vanhu vakapopotera Mosesi, vakati, “Tichanweiko?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Ipapo vaIsiraeri vakapopotera Mosesi vachiti, “Zvino tonwei?” Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona24 Ipapo vaIsiraeri vakapopotera Mosesi vachiti, “Zvino tonwei?” Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Saka vanhu vakapopotera Mozisi vachiti, “Tonweiko?” Sien die hoofstuk |