Eksodo 12:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’ Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino kana ʋana ʋenyu ʋakati kwamuri: Ƃasa iri rinoti kuɗiniko? Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 Zvino kana vana venyu vakati kwamuri, ‘Basa iri rinoti kudiniko?’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’ Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 Vana venyu vakazokubvunzai kuti, ‘Ko mabiko aya anoreveiko?’ Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Uye pamuchabvunzwa navana venyu vachiti, ‘Zvinoreveiko izvi kwamuri?’ Sien die hoofstuk |