Eksodo 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akayambira vanhu vake achiti, “Tarisai muone vaIsiraeri vanyanyisa kuwanda uye vava nesimba rawandisa kudarika isu. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye akati kuʋanhu ʋake: Tarirai, ʋanhu aʋa, ʋana ʋaIsraeri, ʋanotipfuʋura isu pakuwanda nesimba; Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 20029 Iye akati kuvanhu vake, “Tarirai, vanhu ava, vana vaIsiraeri, vanotipfuura isu pakuwanda nesimba; Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akayambira vanhu vake achiti, “Tarisai muone vaIsiraeri vanyanyisa kuwanda uye vava nesimba rawandisa kudarika isu. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akayambira vanhu vake achiti, “Tarisai muone vaIsiraeri vanyanyisa kuwanda uye vava nesimba rawandisa kudarika isu. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akati kuvanhu vake, “Tarirai, vaIsraeri vanyanya kuwanda kwazvo. Sien die hoofstuk |