Eksodo 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Naizvozvo Mwari akaitira vananyamukuta ava zvakanaka. VaIsiraeri vakaramba vachiwanda vakasimba. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Naiɀoɀo Mŋari akaitira madzimbuya ɀakanaka, ʋanhu ʋakawanda kwaɀo, ʋakaʋa nesimba kwaɀo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200220 Naizvozvo Mwari akaitira madzimbuya zvakanaka, vanhu vakawanda kwazvo, vakava nesimba kwazvo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Naizvozvo Mwari akaitira vananyamukuta ava zvakanaka. VaIsiraeri vakaramba vachiwanda vakasimba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona20 Naizvozvo Mwari akaitira vananyamukuta ava zvakanaka. VaIsiraeri vakaramba vachiwanda vakasimba. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Saka Mwari akaitira vananyamukuta zvakanaka uye vanhu vakawedzerwa vakava vazhinji kwazvo. Sien die hoofstuk |