2 Timoti 3:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Magwaro Matsvene ose akafemerwa naMwari uye ane basa pakudzidzisa napakutsiura napakugadziridza munhu uye pakudzidzisa kuita zvakanaka Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMŋari, runoɓatsira pakudzidzisa, nokuraira, nokururamisa, nokuraŋga kuri mukururama, Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200216 Rugwaro rwose rwakafuridzirwa naMwari, runobatsira pakudzidzisa, nokurayira, nokururamisa, nokuranga kuri mukururama, Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Magwaro Matsvene ose akafemerwa naMwari uye ane basa pakudzidzisa napakutsiura napakugadziridza munhu uye pakudzidzisa kuita zvakanaka Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona16 Magwaro Matsvene ose akafemerwa naMwari uye ane basa pakudzidzisa napakutsiura napakugadziridza munhu uye pakudzidzisa kuita zvakanaka Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Rugwaro rwose rwakafemerwa naMwari uye runobatsira pakudzidzisa, kurayira, kutsiura nokurayiridza mukururama, Sien die hoofstuk |