2 Timoti 3:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 asi vanhu vakaipa navanobata vanhu kumeso vanoramba vachinyanya kutadza vachinyengedza vamwe ivowo vachinyengedzwa. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ʋanhu ʋakaipa naʋanyeŋgeri ʋacanyanyisa pakuipa, ʋacitsausa ʋamŋe nokutsauswa iʋo. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200213 Asi vanhu vakaipa navanyengeri vachanyanyisa pakuipa, vachitsausa vamwe nokutsauswa ivo. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 asi vanhu vakaipa navanobata vanhu kumeso vanoramba vachinyanya kutadza vachinyengedza vamwe ivowo vachinyengedzwa. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona13 asi vanhu vakaipa navanobata vanhu kumeso vanoramba vachinyanya kutadza vachinyengedza vamwe ivowo vachinyengedzwa. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 asi vanhu vakaipa navanonyengera vachanyanyisa kuipa, vachinyengera nokunyengerwa. Sien die hoofstuk |