2 Timoti 2:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 vachigona kutopunyuka riva raDhiabhori ivo vambobatwa naye kuti vaite zvaanoda. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 ʋapeŋgenuke ɀe, ʋabve pamusuŋgo waDiaborosi, waʋakaŋga ʋakaɓatwa naye kuti ʋaite kuɗa kwake. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200226 vapengenukezve, vabve pamusungo waDhiabhori, wavakanga vakabatwa naye kuti vaite kuda kwake. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 vachigona kutopunyuka riva raDhiabhori ivo vambobatwa naye kuti vaite zvaanoda. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona26 vachigona kutopunyuka riva raDhiabhori ivo vambobatwa naye kuti vaite zvaanoda. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 uye kuti vachapengenuka vagopunyuka kubva mumusungo wadhiabhori, akavaita nhapwa kuti vaite kuda kwake. Sien die hoofstuk |