Numeri 9:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Kana dai kwaipera mazuva maviri, kana mwedzi, kana gore kana nguva ndefu gore rakafukidza tendhe rinoera, vaIsiraeri vairamba vari pamatendhe avo, vasingasimudzire rwendo rwavo. Asi paraisimuka vaibva vasimudzira rwendo rwavo. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Kana gore rikaramba riri pamsoro petabernakeri mazuʋa maʋiri, kana mŋedzi, kana gore, ricimira pamsoro payo, ʋana ʋaIsraeri ʋairamba ʋagere mumatente aʋo, ʋasiŋgafambi; asi kana rasimudzwa, ʋaifamba. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200222 Kana gore rikaramba riri pamusoro payo, vana vaIsiraeri vairamba vagere mumatende avo, vasingafambi; asi kana rasimudzwa, vaifamba. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kana dai kwaipera mazuva maviri, kana mwedzi, kana gore kana nguva ndefu gore rakafukidza tendhe rinoera, vaIsiraeri vairamba vari pamatendhe avo, vasingasimudzire rwendo rwavo. Asi paraisimuka vaibva vasimudzira rwendo rwavo. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kana gore rikagara pamusoro petabhenakeri kwamazuva maviri kana mwedzi, kana gore rimwe chete, vaIsraeri vairamba vari mumusasa uye vasingafambi; asi kana rikasimuka ivo vaibva vafamba. Sien die hoofstuk |