Numeri 7:89 - Bhaibhiri Idzva rechiShona89 Mosesi paakapinda mutendhe rokusanganira kundotaura naTenzi, akanzwa izwi raitaura kwaari richibva pahwidibiro yakanga yakakwidibira bhokisi rechitenderano, nechapakati pamakerubhu. Izwi iri rakataura kwaari iye. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)89 Ɀino Mosesi wakati apinda mutente rokusoŋgana, kuti ataure naye, akanzwa Inzwi ricitaura naye, ricibva pacifunhiro cokuyananisa, cakaŋga ciri pamsoro peareka yecipupuriro, ricibva pakati pamakerubi maʋiri: akataura naye. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200289 Zvino Mosesi akati apinda mutende rokusangana, kuti ataure naye, akanzwa Izwi richitaura naye, richibva pachifunhiro chokuyananisa, chakanga chiri pamusoro peareka yechipupuriro, richibva pakati pamakerubhi maviri: akataura naye. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika89 Mosesi paakapinda mutendhe rokusanganira kundotaura naTenzi, akanzwa izwi raitaura kwaari richibva pahwidibiro yakanga yakakwidibira bhokisi rechitenderano, nechapakati pamakerubhu. Izwi iri rakataura kwaari iye. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi89 Mozisi akati apinda muTende Rokusangana kundotaura naJehovha, akanzwa inzwi richitaura naye richibva napakati pamakerubhi maviri pamusoro pechifukidzo cheareka yeChipupuriro. Uye akataura naye. Sien die hoofstuk |