Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 7:68 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

68 uyewo dhishi rimwechete rendarama rairema zana ramagiramu namagiramu gumi rizere rusenzi;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

68 nendiro imŋe yendarama yamashekeri anegumi, izere neɀinonhuwira,

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

68 nendiro imwe yendarama yamashekeri ane gumi, izere nezvinonhuwira,

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

68 uyewo dhishi rimwechete rendarama rairema zana ramagiramu namagiramu gumi rizere rusenzi;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

68 dhishi rimwe chete regoridhe rairema mashekeri gumi rizere nezvinonhuhwira;

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 7:68

Volg ons:

Advertensies


Advertensies