Numeri 7:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona47 kukatiwo zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waEriasafu mwanakomana waDheueri. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 nenzombe mbiri, namakondobge mashanu, nenhoŋgo shanu dzembudzi, namakwaiana mashanu amakondobge egore rimŋe, ciʋe ciɓayiro ceɀipiriso ɀokuyananisa; ndico caiʋa cipo caEriasafi, mŋanakomana waDeueri. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200247 nenzombe mbiri, namakondohwe mashanu, nenhongo shanu dzembudzi, namakwayana mashanu amakondohwe egore rimwe, chive chibayiro chezvipiriso zvokuyananisa; ndicho chaiva chipo chaEriasafi, mwanakomana waDheueri. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 kukatiwo zvechibayiro chomupiro wokuwadzana zvinoti: nzombe mbiri nehondohwe shanu namakotora mashanu nehwayana hono shanu dzine gore rimwechete. Uyu ndiwo mupiro waEriasafu mwanakomana waDheueri. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 nenzombe mbiri, makondobwe mashanu, nhongo shanu dzembudzi uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chakanga chiri chipiriso chaEriasafi mwanakomana waDheueri. Sien die hoofstuk |