Numeri 7:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Pazuva rechishanu racho, kwakauyawo Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaSimeoni. Sien die hoofstukBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Nezuʋa reshanu Sherumieri, mŋanakomana waZurishadai, mucinda waʋana ʋaSimeoni, wakaʋuya. Sien die hoofstukShona Bible 1949 revised 200236 Nezuva reshanu Sherumieri, mwanakomana waZurishadhai, muchinda wavana vaSimeoni, akauya. Sien die hoofstukBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Pazuva rechishanu racho, kwakauyawo Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, aiva mutungamiriri wevedzinza rokwaSimeoni. Sien die hoofstukBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Pazuva rechishanu, Sherumieri mwanakomana waZurishadhai, mutungamiri wavanhu vokwaSimeoni akauya nechipiriso chake. Sien die hoofstuk |