Aanlyn Bybel

- Advertensies -




Numeri 7:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 kwotiwo handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete, ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 nenzombe imŋe, negondobge rimŋe, negwaiana rimŋe regondobge regore rimŋe, ciʋe cipiriso cinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Shona Bible 1949 revised 2002

33 nenzombe imwe, negondohwe rimwe, negwayana rimwe regondohwe regore rimwe, chive chipiriso chinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 kwotiwo handira ichiri duku imwechete nehondohwe imwechete nehwayana hono imwechete, ine gore rimwechete zvomupiro wokupisa;

Sien die hoofstuk Kopieer

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 hando duku imwe chete, gondobwe rimwe chete nomukono mumwe chete wegwayana regore rimwe chete zvechipiriso chinopiswa;

Sien die hoofstuk Kopieer




Numeri 7:33

Volg ons:

Advertensies


Advertensies